Ndovi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Pius Ndovi; Donald Ndovi; Abraham Ndovi; Thandiwe Ndovi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.