Nduramo

Nduramo (righteousness) zvichireva kuva nehunhu nemaitiro anofadza pambaeri paMwari

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLenje vanoti lulama (be straight).
  • Baila vanoti lulama (to be right, straight; used in a moral sense; to be honest, righteous, just) vachireva kururama.