Nechinanga chidawo chedzinza. Shumba Nechinanga

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti nanga (n. Slave - exchanged for food in famine time) kureva muranda aitsvivaniswa nechokudya munguva yenzara.