Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Tsuvadi inoti háándà kana ándà (bark of tree) kureva gwati remuti. Mamwe mazwi: hyanda (calabash).
  • Tsuvadi inoti handa (n. thorn) kureva munzwa. Mamwe mazwi: hyààndà (gourd - generic).


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.