Tsuvadi mutauro uri pamupanda weMitauro yeKainji unowanikwa kumadokero kweNigeria.

  • Vadi inoti inna (mother) kureva amai. Fananidzai nokuti nyina.
  • Vadi inoti liwa (eat) kureva kudya. Fananidzai nokuti dyiwa.
  • Vadi inoti mogono (male) kureva mukono. Mamwe mazwi:numa (bite) kureva kuruma.
  • Vadi inoti tawa (shoot) kureva kupfura. Fananidzai nokuti uta. Mamwe mazwi: mokodo (pecking). Kodo (peck) - Fananidzai nokuti kukododzvora.
  • Vadi inoti ulima (black, dark colour) kureva hutema. Mamwe mazwi: ulimu (dark) - Fananidzai nokuti rima.
  • Vadi inoti uwa (v. feel, hear, smell, taste, experience) kureva kunzwa. Mamwe mazwi: 'uvusu (steam).
  • Vadi inoti vubele (n. needle) kureva tsono. Mamwe mazwi: batsa (play, operate).
  • Vadi inoti vunama kana inama (meat, wild animal) kureva nyama. Mamwe mazwi: bala (break off). Mobbala (broken piece). Fananidzai nokuti kubarika (v. spark).
  • Vadi inoti zaru (originally, one of its kind) - Fananidzai nokuti dzaru.
  • Vadi inoti gava (v. kick) kureva kukava.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Vadi inoti mabaza (spreading). Mamwe mazwi: baza (pread out, broadcast ). Fananidzai nokuti bazi.
  • Vadi inoti magwada (measurement, marking) kureva kupima. Mamwe mazwi: malala (n. goat) kureva mbudzi.
  • Vadi inoti maratsa (resemblance, look alike) kureva kufanana. Mamwe mazwi: matahwa (removal, subtraction).
  • Vadi inoti matsutsa (swelling) kureva kuzvimba. Mamwe mazwi: mokoto (finished) - fananidzai nokuti kukotoka kana makoto?
  • Vadi inoti moro (beer) kureva doro. Mamwe mazwi: mpasa (blood) kureva ropa.
  • Vadi inoti neshe (divide, share) kureva kugova. Mamwe mazwi: ngadi (east) kureva mabvazuva.
  • Vadi inoti nono (leak) kureva kuduza. Mamwe mazwi: nongo (fight) kureva kurwa.
  • Vadi inoti nundolo (this side) kureva divi rino. Mamwe mazwi: ratsa (resemble, look like).
  • Vadi inoti reke (sugar cane) kureva nzimbe. Mamwe mazwi: suruwa (loosen).
  • Vadi inoti saala (shout, scream) kureva kuzhamba. Mamwe mazwi: sale (shout, cry, scream).
  • Vadi inoti shaawa (good thing) kureva chinhu chakanaka. Mamwe mazwi: shiya (side) kureva rutivi.
  • Vadi inoti shakata (enjoy) kureva kuzipirwa. Mamwe mazwi: shuddi (green).
  • Vadi inoti tahwa (remove) kureva bvisa. Mamwe mazwi: tsitsa (to swell) kureva kuzvimba.
  • Vadi inoti toshi (soft) kureva kupfava. Mamwe mazwi: tsali (n. kingdom) kureva humambo.
  • Vadi inoti tuka (to pump) kureva kupomba. Mamwe mazwi: ubiti (dust) kureva huruva.
  • Vadi inoti uhwari (first) kureva cheposhi. Mamwe mazwi: ukoshi (cold).
  • Vadi inoti ulehwe (dissolve, melt) kureva kunyungudika. Mamwe mazwi: ulinga (farm, work, weed).
  • Vadi inoti 'uparo (straight, horizontal) kureva kutamuka. Mamwe mazwi: uparu (level, straight).
  • Vadi inoti upele (point, tip) kureva poyindi. Mamwe mazwi: upasa (over).
  • Vadi inoti 'u'uri (light, brightness, white, light color) kureva chiedza. Mamwe mazwi: zumuci (neighbour).
  • Vadi inoti za'we (n. dance) kureva kudzana. Mamwe mazwi: zavili (owner) kureva mwene.
  • Vadi inoti zoto (n. one; one thing, one person) kureva chimwe. Mamwe mazwi: zuciya (mind, thought).
  • Vadi inoti za (person, man) kureva munhu. Mamwe mazwi: zashili (red man). Zalimo (black man).
  • Vadi inoti kwaira (n. weed first time) kusakura kekutanga. Mamwe mazwi: kwari (strong, powerful).
  • Vadi inoti kudu (south) kureva chamhembe. Mamwe mazwi: mam ohwari (first born of someone). Uhwari (first).
  • Vadi inoti gwanda (papaya) kureva popo. Mamwe mazwi: háándà kana ándà (bark of tree) kureva gwati remuti.
  • Vadi inoti haɓaũ kana aɓaũ (n. axe) kureva demo. Mamwe mazwi: handa (n. thorn) kureva munzwa.

[1]

  1. https://www.rogerblench.info/Language/Niger-Congo/BC/Kainji/Kambari/Tsuvadi/Tsuvadi%20wordlist%20composite.pdf