Kufanana (resemble, similitude, have same form) zvinoreva kutodzana chimiro kana chiumbiko.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Kunashe akafanana naSekuru hanzvadzi yaAmai vake.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaChewa vanoti kufana (to be like or similar, to seem, appear) kureva kufanana. VaChewa vanoti chifa (form, likeness). Sokuti chifa cha moto - (like fire).
  • VaKongo vanoti fwanana (to fit, correspond, agree, coincide, match, be similar, to resemble, be equal, accord with) kureva kufanana.
  • VaKongo vanoti fwananisa (v.t. to adapt, make things fit, equalize, cause to conform with, adjust, accommodate, match, make like, cause to accord) kureva kufananisa.
  • VaKongo vanoti fwaniswa (model, likeness, type, pattern, design, image, portrait, picture, representation) kureva chifanikiso.
  • VaZigula vanoti kufanana (look like each other; look alike; to resemble) vachireva kufanana. Xilenge vanoti kufana (to be like).
  • VaBemba vanoti pala (resemblance) vachireva kufanana. Mamwe mazwi: palana (simillar).