Nenga izita remhuri rinowanikwa kuKenya, South Africa Democratic Republic of the Congo neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Zizipo Nenga; Michel Nenga; Ndimpiwe Nenga.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lenje vanoti nenga kana tema (v. make a cut or incision; slice up).