Nganga izita remhuri rinowanikwa muTanzania, neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Amina Nganga; Moureen Nganga; Philomena Nganga; Shiru Nganga.
  • Mazwi ari pedyo mukududwa: Chinganga sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Sangho inoti nganga (n. healer; medicine; cure; drug).
  • Sangho inoti nganga (n. gourd; bottle' leg; calf).
  • Bushong inoti nganga (adj. newness, new, recent).