Ngoshe sezita
Ngoshe izita remhuri rinowanikwa muZambia.
- Vanhu vane zita iri: Ngoshe Matsaudi; Chanda Ngoshe; Francisca Ngoshe; Tshepi Ngoshe.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaBemba vanoti ngoshe (n. common cobra).