Nguni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mary Nguni; Carine Nguni; Abigail Nguni; Celestine Nguni.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaLamba inoti inguni (n. Honey-bird) kureva tsoro.