Nhandi
Nhandi. Izwi iri rinorevei?
Kurerutsa Mutauro
chinjirudzaPano pakaunganidzwa muenzniso yekushndiswa kunoitwa nhandi.
- Haiwa, takatarira zvedu, asi nhamo yousavi ndiyo yatibaya nhandi.
- Nhandi vana vaIsiraeri, regai kurwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu; nekuti hamungakundi. (2 Samuel 13:4).
- Iye akati kwaari, Nhandi, mwanakomana wamambo, wakawondereiko kudai mazuva ose? (2 Chronicles 13:12).
- Nhandi VaMugabe mutungamiri wedu: We appeal to you Mugabe our leader.
- Nhasi Kristo ari kutibvunza kuti: Nhandi imi, vanhu vanonditi ndini ani?
- Vakati, “Nhandi, ungoriwo munhu asati ambopfuura makore makumi mashanu okuberekwa, zvino woti iwe wakaona Abrahama?
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaMambwe vanoti nandi (even, though, although).