Nhanzva (sled) chiumbwa chinoshandiswa kutsverendenda kumawere pane dombo rinotsvedza. Vana vanogarira nhanzva votsverendena vakagara pairi vachiita kuti vasakuzvuke ganda pakudzika uye mbatya dzisabvaruka.

Nhanzva
Nhanzva

Kunyika dzinotonhora vanoshandisawo nhanzva kutsverendenda pamawere ane sinowo. Idzi nhanzva dzingava dzakagadzirwa nemuti kana ne plastic.