Nharo (being arguementative,, persistant) zvinodudza munhu ane katsika kekukakavara nevamwe, anopikisana nepfungwa dzevamwe nguva zhinji.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Mukomana uya ane nharo.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaBemba vanoti talika (argue) kureva kuita nharo.
  • VaLozi vanoti bunala (n. stubborness, restiveness).
  • Kikongo inoti ntala (n. persistence, importunity). Mamwe mazwi: sia e ntala (v. to be persistent, importunate).