Nhiwatiwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vaiva nezita iri: Naomi Nhiwatiwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti Nthiwatiwa (ostrich) kureva shiri inonzi mhou.