Nuer mutauro unowanikwa kuSouth Sudan.

Mazwi Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Nuer inoti tem (v. cut) kureva kutema.
  • Nuer inoti nyon (v. mix up, put into confusion) kureva kunyonganisa.
  • Nuer inoti nyok (v. repeat) kureva kudzokorora. Fananidzai nokuti manyoka?

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Nuer inoti jal (v. clean spic and span) kureva kuchenesa zvakanyanya.
  • Nuer inoti lar (v.to say, speak, tell) kureva kutaura.
  • Nuer inoti nyir (v. hate) kureva kuvenga.
  • Nuer inoti nyuur (to sit down) kureva kugara pasi.
  • Nuer inoti bar (n. lake) kureva nyanza.
  • Nuer inoti Cä̲ŋ (n. sun) kureva zuva.
  • Nuer inoti dohr (n. nation) kureva dzinza.
  • Nuer inoti gek (on the side, over against) kureva parutivi.
  • Nuer inoti kal (n. fenced in yard) kureva ruvanze rune fenzi.
  • Nuer inoti ruon (n. year) kureva gore.
  • Nuer inoti cienga (n. home, homestead, hamlet, village, and tribal sections of various dimensions).
  • Nuer inoti gwandong (n. first ancestor) kureva tateguru wekutanga.


[1] [2]

  1. https://dlib.indiana.edu/collections/nuer/nouns.utx.html
  2. https://monoskop.org/images/4/4d/Evans_Pritchard_E_E_The_Nuer_a_description_of_the_modes_1940.pdf