Nyamuranga
Nyamuranga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaGungu vanoti kulanga (v. braid hair; braid rope) kureva kuruka vhudzi kana kuruka tambo.
- Taabwa vanoti mulanga (n. pearl thread - to twist thread etc) kureva kukosa mukosi.