Nyamutata

Nyamutata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Conrad Nyamutata; Farai Nyamutata; Amos Nyamutata.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Barotse vanoti butata (n. hardship, difficulty, hard life) vachireva kutambura. Barotse vanoti tata (adj. difficult hard, tough) - sokuti musebezi o tata (a tough work).
  • VaSwahili vanoti matata (complication, difficulty, annoyance; con- fusion, disorder). VaSwahili vanoti tata (1. complicate, tangle, confuse, make difficult, intr. be confused/in confusion).
  • VaLozi vanoti tatafala (v.i. to become difficult, to become hard to convince). MaZulu vanoti ubuthatha (Precociousness, insolence - contemptuously rude behavior/speech).
  • MaZulu vanoti umtatama (n. Slow, decrepit-moving personĀ ; one physically weak). Muenzaniso: umtatama wexhegu (a tottering old man).
  • VaVenda vanoti u tata (to be sensitive). Mamwe mazwi: -tata (v. argue).

Mazita ari PedyoEdit