Nyamutata sezita
Nyamutata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Conrad Nyamutata; Farai Nyamutata; Amos Nyamutata; Jacob Nyamutata.
- Mazwi ari pedyo: Mutata sezita; Rutata sezita.
- Chitata (house for fowl) rinoreva zumbu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lozi inoti butata (n. hardship, difficulty, hard life) kureva kutambura. Lozi inoti tatafala (become difficult; become hard to convince).
- Lozi vanoti tata (adj. difficult hard, tough) - sokuti musebezi o tata (a tough work).
- VaSwahili vanoti matata (complication, difficulty, annoyance; con- fusion, disorder).
- VaSwahili vanoti tata (1. complicate, tangle, confuse, make difficult, intr. be confused/in confusion).
- MaZulu vanoti ubuthatha (Precociousness, insolence - contemptuously rude behavior/speech).
- MaZulu vanoti umtatama (n. Slow, decrepit-moving person ; one physically weak). Muenzaniso: umtatama wexhegu (a tottering old man).
- VaVenda vanoti u tata (to be sensitive). Mamwe mazwi: -tata (v. argue). Umbundu inoti tata (n. Dilemma).