Nyamutora

Nyamutora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: David Nyamutora; Cathrine Nyamutora; Rumbidzai Nyamutora; Nyaradzo Nyamutora.

Mitauro yeAfrikaEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti kutola (v. hunt) kureva kuvhima.
  • Kagulu inoti ku-tola (v. betroth; gain) vachireva kuvimbisa kuroora. Mamwe mazwi: katola (bridegroom). Katoligwa (bride) kureva mwenga.
  • Tiriki inoti khutora (become weak and tired, become thin, become soft) kureva kuneta nekurukutika. Sagara vanoti kutola (v. to marry) kureva kuroora.
  • Swahili inoti mtoro (1. deserter, truant, runaway; refugee). Mamwe mazwi: utoro (1. flight, desertion; truancy. 2. treachery, betrayal, disloyalty, apostasy).
  • Nyakyusa inoti tola (defeat) kureva kukunda. Swahili inoti tora (regularity, orderliness). Mandinka vanoti toora (v. to trouble).