Nyamutora sezita
Nyamutora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: David Nyamutora; Cathrine Nyamutora; Rumbidzai Nyamutora; Nyaradzo Nyamutora.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu vanoti kutola (v. hunt) kureva kuvhima. Mandinka vanoti toora (v. to trouble).
- Kagulu inoti ku-tola (v. betroth; gain) vachireva kuvimbisa kuroora. Mamwe mazwi: katola (bridegroom). Katoligwa (bride) kureva mwenga.
- Tiriki inoti khutora (become weak and tired, become thin, become soft) kureva kuneta nekurukutika.
- Sagara vanoti kutola (v. to marry) kureva kuroora. Chiaushi vanoti ukutola (v. to be stunted).
- Chiaushi vanoti ukutoola (v. to pick up). Swahili inoti mtoro (1. deserter, truant, runaway; refugee).
- Swahili utoro (1. flight, desertion; truancy. 2. treachery, betrayal, disloyalty, apostasy).
- Nyakyusa inoti tola (defeat) kureva kukunda. Swahili inoti tora (regularity, orderliness).