Kuneta
Kuneta, maneto kana kunyara (tiredness) kurukutika kwemuviri kunoitika mushure mokunge munhu ashanda. afamba kana kumhanya.
- Manyaro, manyau, kuremba, dendere kana madendere (Fatigue; tiredness; weariness).
- Kunyara (become tired or weary; get exhausted).
- rukutu kana bvukuchu (ideophone of Being exhausted physically).
- Kudemera (be exhausted; waste away) izwi iri rinotaurwa kuChiNdau richireva kuneta zvakanyanya.
- Dendere kana madendere, Fatigue (plural form more common).
Tsika
chinjirudza- Manyau izita remhuri.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Kamwe apo Jacob paakabika muriwo, Isau wakauya echibva mushango, waiya ademera.
- Ndipe, ndidye, ndapota, uwo muriwo wakatsvuka; ngokuti ndademera! Please! Let me gulp down some of that red stuff — that red stuff! I’m exhausted! (Genesis 25:30 Bhaibheri reChiNdau).
- Nyika yeEgypt nenyika yeCanaan dzakademera ngendaa yenzara: both Egypt and Canaan wasted away because of the famine.(Genesis 47:13 Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- VaVenda vanoti maneto (tiredness) kureva maneto. VaNgala vanoti lembe (tire) kureva kuneta.
- VaZigula vanoti usoka kana usoko (tiredness, tedious, exhaustion; feebleness) kureva kuneta.
- Mang'anja vanoti neta kana kunensa (be wearied) kureva kuneta. Sisaala nyal (v. 1. to be fatigued).
- MaZulu vanoti thamba (Become limp, lack energy) kureva kudhamba. MaZulu vanoti thamba (Become soft, impressionable, supple).