Sisaala mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Sisaala vanoti -bala (number suffix for one) kureva rimwe. Mamwe mazwi: bàlá (num. once). Fananidzai nokuti kuparura kana chivare?
  • Sisaala vanoti basa basa (adv. undisciplined, without thought, impatiently). Zvariri basa basa?
  • Sisaala vanoti belimi (v. to burn vigorously, blaze) kureva kuvirima kwemoto.
  • Sisaala vanoti biri (v. to become black or dark, to be black or dark) kureva kusvipa.
  • Sisaala vanoti birimi (v. 1. to get dark; to change colour)) kureva kusvipa. Mamwe mazwi: birimiŋn (darkness) kureva rima.
  • Sisaala vanoti chɔl (v. tear, break off) kureva kubvarura. Fananidzai nokuti kutyora?
  • Sisaala vanoti dɩma (n. 1. soul, spirit). Chewa vanoti mutima kureva moyo.
  • Sisaala vanoti doŋ (n. sleep) kureva kukotsira. IsiZulu vanoti ubuthongo kureva hope?
  • Sisaala vanoti duo (the day before yesterday, recently) kureva marimwezuro.
  • Sisaala vanoti jeeŋ (n. wall) kureva chengo.
  • Sisaala vanoti kaafiri (n. heathen, unbeliever). Fananidzai nokuti Mufiri?
  • Sisaala nyal (v. 1. to be fatigued). Fananidzai nokuti kunyara (become tired or weary; get exhausted).
  • Sisaala vanoti nyisɛ (v. 1. to convince, persuade, deceive; 2. to let sb. down, fail somebody). VaNdau vanoti kunyisa (defeat) kureva kukurira.
  • Sisaala vanoti nyʋra nyʋra (adj. very rough).
  • Sisaala vanoti paala (even) kureva kuenzana. Mamwe mazwi: -taala (adj. flat, level).

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Sisaala vanoti baala/baal (n. man, male) kureva munhurume.
  • Sisaala vanoti bafiiriŋn, semen, sperm) kureva huronyo.
  • Sisaala vanoti bajene (n. brother-in-law) kureva tsano. Mamwe mazwi: bajombie (n. boy, a male child).
  • Sisaala vanoti bakpara (n. a shea fruit that has two nuts).
  • Sisaala vanoti bálá (n. husband) kureva murume wa. Mamwe mazwi: kʋbala (num. one).
  • Sisaala vanoti banyɩna (n. master) kureva tenzi.
  • Sisaala vanoti barika (n. 1. usefulness; 2. Blessing).
  • Sisaala vanoti bɩrɩmɛ (v. 1. to turn; 2. to turn into, become) kureva kushanduka.
  • Sisaala vanoti bumbuŋ (num. first) kureva chekutanga.
  • Sisaala vanoti bumo (mod v. to start, commence, begin) kureva kuvamba.
  • Sisaala vanoti chala (mod v. to do sth. together) kuita pamwechete.
  • Sisaala vanoti chimburi (n. lemon, lime) kureva ndimu.
  • Sisaala vanoti cholo (n. other side) kureva kumhiri.
  • Sisaala vanoti chʋasa chʋasa (adv.bit by bit) kureva pashoma-pashoma.
  • Sisaala vanoti daa (v. 1. to take care of, look after; 2. to stalk - e.g. lion stalking a zebra). Fananidzai nokuti daramombe?
  • Sisaala vanoti daŋa (v. extra, additional, more). Mamwe mazwi: daŋia (n. extra ones).
  • Sisaala vanoti dɛnnɛ (v. to praise, glorify, exalt) kureva kurumbidza.
  • Sisaala vanoti dɩ̀á (n. house, home, room) kureva musha kana imba.
  • Sisaala vanoti dʋnia (n. world) kureva pasirose.
  • Sisaala vanoti gàará, gaarʋ (n. thief) kureva mbavha.
  • Sisaala vanoti guŋgumba (n. a kind of yam) imhando yeyamu.
  • Sisaala vanoti jamaa (n. crowd) kureva dzama.
  • Sisaala vanoti jituuŋ (n. hen-coop) kureva chikwere. Lenje vanoti chitungu (an inferior kind of house).
  • Sisaala vanoti jirima (n. 1. kindness, 2. respect, honour).
  • Sisaala vanoti kapala (n. fufu) kureva sadza. Mamwe mazwi: maasa (n. fried millet cake).
  • Sisaala vanoti komo (n. roan antelope).
  • Sisaala vanoti nambugo (n. aardvark) kureva hweru.
  • Sisaala vanoti nɛdaara (n. cow-boy, cowherd) kureva mufudzi wemombe.
  • Sisaala vanoti nyaaba, nyaabʋ (n. poor person) kureva murombo. Mamwe mazwi: nyaabɛ (v. to become poor).
  • Sisaala vanoti taasa (n. wide metal bowl) kureva ndiro yakapwashama.
  • Sisaala vanoti taga (n. small pot for keeping pito). Fananidzai nokuti Mataga?