Shanduko

(runangakatsva kubva kuKushanduka)

Shanduko (Change) kusiyana kwemamiriro ezvinhu kunoitika nekufamba kwenguva.

  • Kushandura
  • Kushanduka (change of person or mind) sokuti - Munhu anoshanduka.
  • Kushandudza (change of place or direction)
  • Muchenjemekwa (Change for the better; improvement).

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Mang'anja vanoti kusanduka (changed in body or mind, converted, to be turned upside down) vachireva kushanduka. Baila vanoti ku sandula (v. alter, change) kureva kushandura.
  • VaYao vanoti mtindo (a change) kureva shanduko. VaTonga vanoti kutinta (v. change) kureva kushanduka. VaTonga vanoti -biluka v.i. to undergo a change of shape) kureva kushanduka.
  • VaZigula vanoti kuhituka (v. to be altered, changed, converted, turned) kureva kushandura. Mamwe mazwi: kuhitula (v. to alter, changed, convert; to answer).
  • VaKongo vanoti kituka (to grow into, to become, be changed, transformed, turned, converted into) kureva kushanduka. Mamwe mazwi: kitula (transform, convert, change into) kureva kushanduka.
  • Waalii vanoti minga (n. transformation) kureva shanduko.