Daramombe inzvimbo iri munyika yeZimbabwe pedyo neChivhu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Djimini vanoti tara (n. land, soil, continent, countries) vachireva nyika kana ivhu.
  • Takwane inoti dala (n. hunger, famine, lack of food; drought). VaNyole vanoti deranombe (n. weed sp. growing up to a half a metre that is sometimes used as sauce).
  • Giryama inoti kutala (v. to number; to add up, to count). Mamwe mazwi: mutalo (n. a reckoning). Talo (n. counting, number). Gikuyu vanoti kotara (to enumerate).
  • Sangho vanoti dara (v. to sick on a dog; to incite an animal usually a dog, to pursuit; to urge) kureva kusasadzira. Mamwe mazwi: dara (v. coat; smooth, caress).
  • VaGwere vanoti mutala (locality, local area) idunhu kana chinzvimbo. Mandinka vanoti dalaa (adj. near; besides) kureva pedyo kana parutivi.
  • Danal vanoti dara (n. striped cow) imombe ine mawururwi. Xitsonga inoti tala (abound, abundant).