Djimini mutauro weAfrika unowanikwa kuCote d'Ivoire.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Djimini vanoti ayoo (No) kureva ayiwa kana kwete.
  • Djimini vanoti baba kana ndo (n. father) kureva baba.
  • Djimini vanoti go waga (n. construction, masonry) kureva kuvaka.
  • Djimini vanoti mama (n. grandmother) kureva ambuya.
  • Djimini vanoti nuwɔ (n. smell) kureva munhuwi.
  • Djimini vanoti pyerege (n. shyness; silence) kureva kutsveruka. Mamwe mazwi: pyeri (to be silent).
  • Djimini vanoti dunruya (n. world; physical world) kureva Pasirose. Fananidzai nokuti dunhu.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Djimini vanoti bari (prevent) kureva kudzivirira.
  • Djimini vanoti beembe (flying termite) kureva ishwa.
  • Djimini vanoti cenjenje kana numala (n. highest summit, 2. zenith) kureva nhukira.
  • Djimini vanoti cɛnlɛ (n. type, genus, tribe, category, species) kureva mhando. Fananidzai nokuti chenje?
  • Djimini vanoti cɛnlɔmɔ (n. way, nature, attitude; shape, way to sit) kureva mutowo.
  • Djimini vanoti cɛnyɛnlɛ kana cɛnwɛ (n. neighbor) kureva muvakidzani.
  • Djimini vanoti cɛnsaga (n. seat, place, residence) kureva chigaro kana pamusha panogarwa.
  • Djimini vanoti dakala (n. creation) kureva zvisikwa.
  • Djimini vanoti fala (1. be of poor condition; 2. be ugly; 3. strengthless; of poor quality).
  • Djimini vanoti folo (n. distance; interval) kureva nhambwe.
  • Djimini vanoti fungo (n. famine; hunger) kureva nzara. Mamwe mazwi: katanga (n. festival).
  • Djimini vanoti gbɔwɔ (n. majority). Mamwe mazwi: gbegele (n. model).
  • Djimini vanoti gbele (v. crying) kureva kuchema. Fananidzai nokuti mhere?
  • Djimini vanoti gbemɛ (n. area; quantity; size). Mamwe mazwi: jawo (n. commerce) kureva kutengeserana.
  • Djimini vanoti gbenɛ (n. knife) kureva banga. Mamwe mazwi: gbosho (n. 1. genie; 2. statuette).
  • Djimini vanoti gbɛtɛrɛ (n. package). Mamwe mazwi: gbori (n. peel) kureva deko.
  • Djimini vanoti go kan kana go kanga (v, build; building a house) kureva kuvaka.
  • Djimini vanoti goto (n. future, tomorrow) kureva mangwana.
  • Djimini vanoti gona kɛɛ (n. altitude) kureva hukwidza. Mamwe mazwi: gona kɛɛ (n. upstream).
  • Djimini vanoti gurusha (n. pangolin) kureva haka. Mamwe mazwi: jara (n. lion) kureva shumba.
  • Djimini vanoti jajaa (n. prostituted) kureva pfambi. Mamwe mazwi: nanjara (n. prostitution).
  • Djimini vanoti janwa (n. 1. crowd; 2. troupe) kureva mhomho.
  • Djimini vanoti jaraga (1. scatter; 2. disperse; 3. spread; extend) kureva kupararira.
  • Djimini vanoti jaraga (1. decrease; 2. deflate) kureva kudzikira. Fananidzai nokuti Macharaga?
  • Djimini vanoti jaragama (1. dispersion; 2, extension; 3. dimunition; 4. deinking).
  • Djimini vanoti jawa (n. onion) kureva hanyanisi.
  • Djimini vanoti jayire (n. marriage) kureva kuroorana. Mamwe mazwi: maliwee (n. antagonist; 2. opponent).
  • Djimini vanoti landa (n. custom, culture) kureva tsika. Mamwe mazwi: mara (n. aggression).
  • Djimini vanoti legele (n. hiccup) kureva munhiku. Mamwe mazwi: (n. tickle) kureva kutekenyedza
  • Djimini vanoti lelɛɛ (n. old man) kureva harahwa. Mamwe mazwi: (n. lelɛwɛold age).
  • Djimini vanoti lewee (human being) kureva munhu. Mamwe mazwi: lɛlɛ n. flatter).
  • Djimini vanoti mbaparawa (1. aphasic; 2. reserved; 3. lack of communication).
  • Djimini vanoti mbɛnwɛ (n. 1. animosity; 2. hostility; 3. hatred) kureva ruvengo.
  • Djimini vanoti mbila (n. 1. layman; 2. uninitiated).
  • Djimini vanoti morɛnŋga (moringa oleifera) kureva moringa.
  • Djimini vanoti naŋgala (heterosexuality) kureva bonde remurume nemukadzi.
  • Djimini vanoti nara (n. fontanelle) kureva nhova.
  • Djimini vanoti ndolo (n. cynocephalus; baboon).
  • Djimini vanoti njolo (n. center) kureva pakati. Mamwe mazwi: sɔgɔwɔ (middle) kureva pakati.
  • Djimini vanoti nuŋgba (n. one; the same; common). Mamwe mazwi: nuŋgbama (n. unit; single, solo).
  • Djimini vanoti pɛrɛ (v. sell) kureva kutengesa. Mamwe mazwi: pɛrɛgɛ kana pɛrɛwɛ (n. sale).
  • Djimini vanoti pyɛɛlɛ (v. 1. expand; 2. enlarge; 3. be wide). Mamwe mazwi: pyɛɛlɛ (wide).
  • Djimini vanoti pyɛlɛwɛ (n. 1. surface; 2. extended; 2. width; 4. dimension).


Duramazwi rinowanikwa paWebonary.