Haka (pangolin in English) imhuka yemusango ine makwati nemuskwe murefu une makwati zvakare. Mhuka iyi hainyanye kuonekwa; kare vainge vaiona vaitora vachindopa kuna mambo. Mumakore ekutonga kwaPresident Robert Gabriel Mugabe varipo vamwe vakawana haka vakaisvitsa kumutungamiti uyu.

Steppenschuppentier2.jpg

Mitauro yeBantuEdit

  • Kimbundu vanoti haka (n. pangolin) kureva haka.
  • VaNyungwe vanoti nkhaka (n. pangolin) kureva haka.
  • VaMaconde vanoti ng'aka (n. pangolin) kureva haka.
  • VaTiriki vanoti lihaka (n. ant-bear, ant-eater, aardvark, earth pig) kureva hweru.