Nyandoro

Mazita eMhuri

Nyandoro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veZulu vanoti isinyandoro kana izinyandoro pakuwanda (Irritable, quick-tempered person) vachireva munhu asingatane kushatirwa.
  • VaBukusu vanoti siibonelo (n. badge, emblem, symbol, sign)