Nyangwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Fred Nyangwe; Sharon Nyangwe; Sam Nyangwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaFwe vanoti nyangwe kana kanyangwe (n. tree - Mundulea sericea).