Nyapadi
Nyapadi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tendai Nyapadi; Rumbidzai Nyapadi; Mutsa Nyapadi; Panashe Nyapadi.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaZigula vanoti uhadi (n. a promise) kureva chivimbiso. Vanoisa h patinoisa p.
- Gurma vanoti japáádi (n. pride, insolence; affected; pretension; snobbery).