Nyawo izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Sandile Nyawo; Edith Nyawo; Luvo Nyawo; Zinhle Nyawo.
  • Mazwi ari pedyo: Nyayo sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.