Nyayo sezita
Nyayo izita remhuri rinowanikwa muKenya neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Mercy Nyayo; Linet Nyayo; Mary Nyayo; Lungu Nyayo.
- Mazwi ari pedyo: Nyawo sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Luganda inoti nyayo (n. footprints) kureva patsikwa netsoka.