Nyundwa

Nyundwa, nyungwa kana rutsinga (hump on a bull's back) zvinoreva nzvimbo yakakwirira pamapendekete emhuka zvikurusei hono. Mombe dzinoonekwa nyundwa zvikurusei kana iri ngunzi kana kuti bhuru

Brahman (EMAPA) 110307 REFON 2.jpg