Nzinga izita remhuri rinowanikwa muAngola neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Nzinga Dias, Nzinga Vigario, Nzinga Cruz.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Kikongo inoti nzinga (n. an angle; a corner).