Pasichigare[1] (nge. ancient; Old; of former times) zvinoreva chinhu chekare, chakaitika kana chaivepo munguva dzekare, kazhinji inguva ye nhambwe huru ye shureshure. Ichinhu chenguva dzapfuura kare, shoko iri rinowanzo voneka richishandiswa nguva iyo Afurika payainge isati ya kolonwa nebazi ose eVazungu kana Vaarabhu. Uye futi mungariwane pakutaurwa pwe Hwami hwe Vurhoma. Mashoko anotarisana naro ndi chimanjemanje.

Pasichigare rinoshandiswa pakutaura nezve uvaranomwe, nhoroondo uye mazuva epasichigare.

Mamwe mapeji ekutarisa:

chinjirudza

Mabviro eruzivo:

chinjirudza
  1. "Archive copy". Archived from the original on 2020-09-24. Retrieved 2022-08-12.