Pikirai izita rechikomana rakavamba kubva muChishona pashoko rokuti Kupika. Zita iri rinoreva zvimwe nemashoko okuti kugondisa, kuisa mhiko kana chipiko. Kana vanhu vachida kunakisa manyorerwo ezita vanogona kuriperetera sezvino: Pikirayi.

Mamwe mazita akafanana Pikisai, Pikiso, Chipiko, Chikondi, Chigondiso

Ringai zve: chinjirudza