Pombi (Pump) zvinoreva muchina unoshandiswa kudhonza mutuvi kana mweya kubva panzvimbo kuenda pane imwe nzvimbo. Pombi dzinoshanda nokukweva kana kutsindira mutuvi kana mweya uye dzinoda simba remagetsi kuti dzishande.

Jet pump.jpg

Nokumwe kutaura vamwe vanoti mbombi - shoko iri rinokarobva kumutauro weAfrikaans richinzi pomp or pump in English.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti amathumbu (Tube. pipe; long. hollow object).
  • MaZulu vanoti ithumbu lamanzi (water-pipe, hose-pipe).