Rheki chombo chebasa chinoshandiswa kudyorera zvinhu zvakamwararika panzvimbo. Zvinodyorwa nerheki zvingava mashizha akakurumuka, uswa hwakachekwa, ivhu, matombo, marara kana zvimwewo zvinhu.

Rheki ine minwe yetumuti
Rheki yevhu nematombo
Rheki yemashizha

Mitauro yeAfrika chinjirudza

VaTonga vanoti nhala (rake) kureva rheki.