Rooranai vematongo chirevo chevakuru vakare, chirevo ichi chaidzidzisa kuti vanhu varoorane vakakurira mumisha inodyidzana uye ine tsika nemagariro akafanana. Zvichida izvi zvaiitirwa kuti kurwa nekusawirirana mukati mewanano kwaizoita kushoma.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pamazwi emitauro iri pasi iyo, vara rinonzi ɔ̀ rinoverengwa sokunge o.

  • Sangho inoti sedongo (n. classification) - zvichida kureva matongo. Fananidzai nechirevo - rooranai vematongo?
  • Sangho vanoti dongo (classification, sub-divide, measure out). Mamwe mazwi: dongbi (v. classify, organise). Dongbise (n. hierachy).
  • Elip vanoti gɪ̀≠dɔ̀ŋ (n. village, clan, country, ethnic area) kureva dzinza, musha kana nyika.
  • Yangben vanoti kɪ̀≠tɔ̀ŋ (n. country, ethnic area, village) kureva nyika kana musha.