Rukave (contentiousness; controversial) zvinoreva nhaurwa kana musoro wenyaya unokonzera vanhu kupokana, kupikisana mugumo wacho uchiramba uri wokusawirirana kuti chokwadi kana chakanaka ndechipi. Vamwe vatauri vangati makakatanwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaTiriki vanoti vusolo (strife, quarreling, war) vachireva bopoto kana hondo.