Rumbika izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neDRC.

  • Vanhu vane zita iri: Elizabeth Rumbika; Juma Rumbika; Rumbika Makonyo; Rumbika Masatu.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Bavili vanoti lumbikë (v. to abandon).