Rhashiya

(Redirected from Russia)
Rufedherari rwe Rhashiya
Chirhashiya: Россия, Rossiya
Flag of Russia.svg Coat of Arms of the Russian Federation.svg
Russian Federation (orthographic projection).svg

Rhashiya (Chirhashiya: Россия, Rossiya) kana Rufedherari rwe Rhashiya, iziwumbemhiri renyika inotora Mabvirazuva e Yuropu ne Maodzanyemba e Ezhiya. Ndiro nyika ikuru pasirose ne ruwa, rwunofukidza 17,098,246 skweya makiromita (6,601,670 sk mi), uye inotora umodza-sere (1/8th) we landmass yepanogarikika pe Rinopasi. Rhashiya inotandavara kukirosa mazoni enguva guminerimwe uye inoganhurana ne nyika gumiina ne ivhu (wakawanda pasirose, pamwe ne Chayina). Rhashiya ino gova miganhu yakafaruka ne dzimwe nyika mbiri. Ndiyo nyika ye chipfumbambwe pahuwandu hwe vanhu pasirose uye muYuropu, nehuwandu hwe vanhu unosvika 146 miriyoni. Gutaguru rayo uye guta rikurukuru iMoskowu, ndiro rikurukuru muYuropu yose. Saint Petersburg ichipakati chetsika ye Rhashiya uye guraguru rechipiri. Mamwe maruwa ari ebheni makuru anosanganisa Novosibirsk, Yekaterinburg, Nizhny Novgorod ne Kazan.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi