Unda (kureva land; area) kana wunda, sokutodza mashandisirwo eshoko iri muChishona, uye kuitira kusiyanisa mashoko ose anoshandiswa achiturikirwa shoko rokuti "dunhu". Shoko rokuti unda rinowanikwa mumashoko okuti munda, nharaunda, gundamunda - zvose zviri vikamu zvenzvimbo. KuChindau iro shoko rokuti ndau rinoshandiswa kuturikirwa chisi zve.

Mamwe mashoko chinjirudza

  • Ruwa rinoturikirwa area.
  • Musha kureva rural area, rural homestead
  • Mhotedzero rinorevawo kuti environment.
  • Dunhu rinoreva kuti province
  • Chisi kana rhijoni rinoreva kuti region
  • teritori rinoreva kuti territory
  • Nzvimbo rinoreva kuti place, space
  • Ndima