Open main menu
Nyanga rural.jpg

Ruwa (1. Area, 2. Settled area; 3. cultivatable area; 4. district, country; 5. community or rural area) inzvimbo yakagarwa nevanhu isiri sango. Asi mukutaura kwemazuva ose mazuvano vazhinji vanotora shoko iri kureva nzvimbo dziri kumamisha kusiri kudhorobha kana kuti guta. Kumaruwa kunonyanya kuitwa mabasa ekurima mbesa, kuchengeta zvipfuyo, nokurima miti.

Chikamu chinodarika 60% yehugari hwevanhu muZimbabwe vanogara kumaruwa.

Dzimwe DudziroEdit

  • Ruwa (place where gardens or fields are) - vamwe vatauri voti nharaunda.

Kurerutsa MutauroEdit

  • He comes from a community near Headlands - Anobva kumaruwa ari pedyo neHeadlands.

Mitauro yeBantuEdit