Ruwa

(runangakatsva kubva kuKumaruwa)

Ruwa (1. Area, 2. Settled area; 3. cultivatable area where gardens are; 4. district, country; 5. community or rural area) inzvimbo yakagarwa nevanhu isiri sango. Asi mukutaura kwemazuva ose mazuvano vazhinji vanotora shoko iri kureva nzvimbo dziri kumamisha kusiri kudhorobha kana kuti guta. Kumaruwa kunonyanya kuitwa mabasa ekurima mbesa, kuchengeta zvipfuyo, nokurima miti.

Chikamu chinodarika 60% yehugari hwevanhu muZimbabwe vanogara kumaruwa.

Dzimwe Dudziro

chinjirudza
  • Ruwa (place where gardens or fields are) - vamwe vatauri voti nharaunda.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • He comes from a community near Headlands - Anobva kumaruwa ari pedyo neHeadlands.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Fwe inoti ruwa (n. field) kureva munda. Kikongo inoti lua (n. small patch of cultivated ground; field) kureva munda.
  • Chewa inoti lua (courtyard, enclosure). Nsenga vanoti lua (n. yard, enclosure).
  • Lomwe inoti okaya (n. land) kureva ivhu. Ndebele inoti emakhaya kureva kumusha?