Rutaro sezita
Rutaro izita remhuri rinowanikwa muUganda.
- Vanhu vane zita iri: John Rutaro; Modan Rutaro; Godfrey Rutaro; Saverino Rutaro.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Runyambo inoti rutaro (n. tray).