Peji rino rinoda kuwerengwa ne kugadziriswa uye kuwedzerwa

Masaturapu (kana masatrapu) vaive magavhuna ematunhu ekare eMedhia nemaUmwene eAkeminidhi uye mune akati wandei evatevedzeri vavo, senge muHumambo hweSasaniya neUmwene hweHerenisti.[1] Saturapu akashanda somutevedzeri wamambo, kunyange zvazvo aizvitonga zvikuru. Shoko rakauya kuzopa pfungwa yehudzvinyiriri kana kubwinya kwakashata.[2][3]

Satrapi inharaunda inotongwa nemubati.[4]

Vambo rezita chinjirudza

Izwi rokuti satrap rinotorwa kuburikidza ne Masaturapu echiRatini kubva ku Chigiriki satrápēs (σατράπης), iro pacharo rakakweretwa kubva kuChiirani cheKare *xšaθra-pā/ă-.[5] MuChipehziya cheKare, waive mutauro wekuzvarwa wevaAkemenidhi, wakanyorwa se xšaçapāvan (𐎧𐏁𐏂𐎱𐎠𐎺𐎠, chaizvoizvo "mudziviriri wepurovhinzi"). Chimiro cheMedhia chinovakwa patsva se *xšaθrapāwan-.[6] Inopindirana neChisaniskiriti kṣatrapal (क्षेत्रपाल). Chimiro che Chihebheru chemubhaibheri ndicho ǎḥašdarpån אֲחַשְׁדַּרְפָּן, sezviri muna Esiteri 3:12.[7]

MuParatiya (mutauro weUmwene hweArsacid) uye Pakati pePezhiya (mutauro weUmwene hweSasaniya), yakanyorwa mumhando šahrab uye šasab, zvichiteerana.[8]

MuChipezhiya chemazuvano chakabva kuna xšaθrapāvan ndiye shahrbān (شهربان‎), asi zvikamu zvakachinja semantic saka shoko parizvino rinoreva "muchengeti wedhorobha" (shahr [شهر] zvichireva kuti "dhorobha" + bān [بان‎] zvichireva kuti "muchengeti")

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. https://www.merriam-webster.com/dictionary/satrap
  2. https://en.wikipedia.org/wiki/Oxford_English_Dictionary
  3. https://www.google.co.uk/books/edition/The_Eustace_Diamonds/cTntq2avq3gC?hl=en&gbpv=1&dq=satrap+came+to+suggest+tyranny,+or+ostentatious+splendour.&pg=PA626&printsec=frontcover
  4. https://en.wiktionary.org/wiki/satrapy
  5. https://web.archive.org/web/20170517054137/http://www.iranicaonline.org/articles/greece-xi-xii#
  6. https://www.academia.edu/6560686
  7. https://en.wikisource.org/wiki/Bible_(Jewish_Publication_Society_1917)/Esther#3:12
  8. https://en.wikipedia.org/wiki/David_Neil_MacKenzie