Sauka sezita
Sauka izita remhuri rinowanikwa muMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Sauka Phiri; Sauka Kamanga; Nyaradzo Sauka; Ruvimbo Sauka.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Nsenga inoti sauka (n. spring of water; source of river).