Shamhu kana shamu (Spanking stick) zvinoreva chitanda kana chimuti chinoshandiswa kurova munhu kana mhuka.