Shamhu
(runangakatsva kubva kuShamu)
Shamhu kana shamu (Spanking stick) zvinoreva chitanda kana chimuti chinoshandiswa kurova munhu kana mhuka.
Mamwe Mazwi chinjirudza
- Tsarapu kureva shamhu ine mashizha ayo.