Shanga sezita
Shanga izita remhuri rinowanikwa kuTanzania, Zimbabwe, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Ropafadzo Shanga; Sarah Shanga; Chenjerai Shanga; Josephine Shanga,Hadija Shanga.
Mitauro yeBantu chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.